# of occurrences |
# of sentences |
Sample sentence |
0 |
85114 |
$100 yaataura akadeedza tete vangu akavaudza kuti anoda kundiroora asi haafare nemapfekero angu, ndipo paakandipa $100 achiti nditsvage zvipfeko zvaanoda. |
1 |
8505 |
◆ 90% yevanhu vese vakaonekwa kuti vane utachiona vawaniswa mishonga yemaAnti-retroviral (ARV). |
2 |
4099 |
Aah, vamwe vakunodzivisa marally iwayo. |
3 |
1358 |
Aaaah Kamba aisevenzera FRAME ichiriko nanhasi, asati ava Vice chancellor vekuUniversity, saka takanga tisingarambidzwe kuti tione malawyer edu. |
4 |
563 |
Achitaura akamirira Stellar Tea, Tsitsi Kumadiro, anoti gore rino kambani yavo yakaronga zvikuru pamutambo uyu uye ichapa mari zhinji yekubatsira kusimudzira netball. |
5 |
217 |
Achitaura zvinyoro-nyoro, Kazembe anoti zvidavado zvake izvi zvaona achipihwa zita remadunhurirwa rekuti Rambo zvichitevera shasha yemumafirimu eHollywood yekuAmerica, Sylvester Stallone. |
6 |
76 |
Achizobva kuClan Transport, Dumi akaenda kuAluminium Tigers yekuWillowvale mugore ra1989 apo paaiita zvidzidzo zvake zveForm Two kuGlen Norah. |
7 |
32 |
ACHANGE ari makuwerere svondo rino kumapurovhinzi anoti Mashonaland West, Mashonaland East neBulawayo uko zvikoro zvakasiyana zvichange zvichibandana mumakwikwi eStellaTea Under-17 Provincials Finals. |
8 |
20 |
Balotelli akakwanisa kunwisa kamwe chete mumitambo 16 yeligi achitambira Liverpool mwaka wadarika uye Carragher anoti kutengwa kwake kwakakanganiswa zvikuru nemunhu wose kuLiverpool. |
9 |
6 |
Chiremerera ichi chakaitwa kuburikidza nekushanda kwesangano reSNV rakabatana nereHonde Valley Smallholder Development Company pasi pechirongwa chinokotsverwa neDanida cheRural Agriculture Revitalization Project (RARP). |
10 |
3 |
Algeria ine vamwe vatambi vanoti Islam Slimani uyo anotambira Leicester City yekuEngland kozoti Senegal ine vakaita saSaido Mane weLiverpool, Idrissa Gana Gueye weEverton (England) naCheikhou Kouyate weWest Ham yekuEngland zvakare. |
11 |
2 |
Anoti bepanhau rekuAvondale rinobata nzvimbo dzinoti Mt Pleasant, Mabelreign, Marlborough, Westgate, Ridgeview, Milton Park, Strathaven neBluff Hill apowo rekuBorrowdale richiburitsa nhau dzekuHighlands, Greendale neChisipite. |
12 |
1 |
Vadzidzi ava ndevanoti vatatu veA-Level paMtshabezi High School – Kundayi Nobela, Zibusiso Ndlovu, Charming Dube naLompophoma Khumalo uyo ari kuita O-Level paUsher High School uye zvikoro izvi zvose zviri kuMatabeleland South. |
13 |
3 |
Mutambo uyu waive nevatambi 130 vakabva kuzvikwata zvakasiyana zvakaita seMunyariri Pool Club, Mangwende Pool Club, Clearline Pool Club, DB Lions Pool Club neChitubu Rangers Pool Club. |
15 |
1 |
Mitambo iri kukwikwidzwa gore rino inosanganisira nhabvu, netball, handball, mujaho wekumhanya, basketball, tenesi, volleyball netsiva uye ichange ichitambirwa paAlaska Stadium, Manyame Primary, Lomagundi College nepaChinhoyi University of Technology. |